Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 27-28

Endai Munoita Kuti Vave Vadzidzi​—Chikonzero Nei, Kupi, Uye Sei?

Endai Munoita Kuti Vave Vadzidzi​—Chikonzero Nei, Kupi, Uye Sei?

28:18-20

Chikonzero nei? Jesu akapiwa simba rakakura naJehovha

Kupi? Jesu akarayira vateveri vake kuti vaite kuti “vanhu vemarudzi ose vave vadzidzi”

Basa rekudzidzisa vanhu kuchengeta zvese zvakarayirwa naJesu hariperi

  • Tinodzidzisa sei vanhu zvakarayirwa naJesu?

  • Tinobatsira sei vadzidzi vedu kushandisa zvakadzidziswa naJesu?

  • Tinobatsira sei vadzidzi vedu kutevedzera Jesu?