• Rwiyo 69 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Endai Munoita Kuti Vave Vadzidzi​—Chikonzero Nei, Kupi, Uye Sei?”: (10 min.)

    • Mt 28:18​—Jesu ane simba rakakura (w04 7/1 8 ¶4)

    • Mt 28:19​—Jesu akarayira kuti vanhu vemarudzi ese vaparidzirwe nekudzidziswa (“muite kuti vanhu vave vadzidzi,” “vanhu vemarudzi ose” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 28:19 nwtsty)

    • Mt 28:20​—Tinofanira kubatsira vanhu kuti vazive zvakadzidziswa naJesu uye vazvishandise (“muchivadzidzisa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 28:20 nwtsty))

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 27:51​—Kubvaruka kwakaita keteni nepakati kwairatidzei? (“keteni,” “nzvimbo tsvene” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 27:51 nwtsty)

    • Mt 28:7​—Ngirozi yaJehovha yakaremekedza sei vakadzi vakauya kuguva raJesu? (“munoudza vadzidzi vake kuti iye akamutswa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 28:7 nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 27:38-54

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) g17.2 14​—Musoro: Jesu Akafira Pamuchinjikwa Here?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 70

  • Kuparidza Uye Kudzidzisa​—Zvinokosha Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi”: (15 min.) Kukurukurirana. Pamunenge muchikurukura nyaya iyi, ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Ramba Uchiparidza ‘Usingaregi’​—Zvisina Kurongwa Uye Paimba Neimba uye yakanzi Ramba Uchiparidza ‘Usingaregi’​—Munzvimbo Dzinowanika Vanhu Vakawanda Uye Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 16

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 73 Nemunyengetero