Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 KURARAMA KWECHIKRISTU

Iva Nyanzvi Pakushandisa Bhokisi reMaturusi Edu Ekudzidzisa

Iva Nyanzvi Pakushandisa Bhokisi reMaturusi Edu Ekudzidzisa

Basa rekuita kuti vanhu vave vadzidzi rakafanana nerekuvaka imba. Kuti tibudirire, tinofanira kunyatsogona kushandisa maturusi edu. Tinofanira kuva neunyanzvi pakushandisa turusi redu guru, Bhaibheri. (2Ti 2:15) Tinofanirawo kushandisa neunyanzvi mabhuku nemavhidhiyo ari muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa, tiine chinangwa chekuti vanhu vave vadzidzi. *

Ungaita sei kuti uwedzere unyanzvi pakushandisa maturusi ari mubhokisi redu? (1) Kumbira kubatsirwa nemutariri weboka renyu, (2) shanda napiyona kana kuti nemuparidzi ane unyanzvi, uye (3) ramba uchidzidzira. Pauchawedzera unyanzvi hwekushandisa mabhuku nemavhidhiyo aya, uchaona kufadza kunoita basa iri.

MAGAZINI

MABHUROCHA

MABHUKU

MATURAKITI

MAVHIDHIYO

MAPEPA EKUKOKA VANHU

MAKADHI

^ ndima 3 Pane mamwe mabhuku asimo muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa asi tinogona kuashandisa pazvinenge zvakakodzera.