Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

April 2-8

MATEU 26

April 2-8
  • Rwiyo 19 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Kufanana Uye Kusiyana Kwakaita Paseka neChirangaridzo”: (10 min.)

    • Mt 26:17-20​—Jesu akadya Paseka yekupedzisira aine vaapostora vake (“Paseka” mapikicha nemavhidhiyo Mt 26:18 nwtsty)

    • Mt 26:26​—Chingwa chepaChirangaridzo chinomiririra muviri waJesu (“chinomirira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 26:26 nwtsty)

    • Mt 26:27, 28​—Waini yepaChirangaridzo inomiririra ropa ‘raJesu resungano’ (“ropa resungano” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 26:28 nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 26:17​—Nei Nisani 13 ichigona kunzi ‘izuva rokutanga remakeke asina kuviriswa’? (“Pazuva rokutanga reMakeke Asina Kuviriswa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 26:17 nwtsty)

    • Mt 26:39​—Chii chingava chakaita kuti Jesu anyengetere achiti: “Kapu iyi ngaindipfuure”? (“kapu iyi ngaindipfuure” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 26:39 nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 26:1-19

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 55 ¶21-22. Tsanangura kuti nei tichichengeta Chirangaridzo kamwe chete pagore uye kuti ndivanaani vanofanira kudya zviratidzo. Ona Mashoko Okuwedzera.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 20

  • Zvemuungano Yenyu: (8 min.)

  • Iva Shamwari yaJehovha​—Rudzikinuro: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana yapera, vana vamakatosarudza ngavauye kuchikuva, movabvunza kuti: Nei vanhu vachirwara, vachichembera uye vachifa? Jehovha akatipa tariro yei? Ndiani waunoda kuzoona muParadhiso?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 15

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 74 Nemunyengetero