Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu  |  April 2017

April 3-9

JEREMIYA 17-21

April 3-9
  • Rwiyo 69 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Bvuma Kuti Jehovha Aumbe Mafungiro Nemaitiro Ako”: (10 min.)

    • Jer 18:1-4—Muumbi ane simba rekuita zvaanoda neivhu (w99 4/1 22 ¶3)

    • Jer 18:5-10—Jehovha ane simba rekuita zvaanoda nevanhu (it-2-E 776 ¶4)

    • Jer 18:11—Bvuma kuumbwa naJehovha (w99 4/1 22 ¶4-5)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 17:9—Kunyengera kwemwoyo kunooneka sei? (w01 10/15 25 ¶13)

    • Jer 20:7—Jehovha ‘akashandisa sei simba rake’ kurwisa Jeremiya uye kumunyengera? (w07 3/15 9 ¶6)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 21:3-14

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vose kuti vadzokere kunoona vanhu vavakasiyira turakiti raChii Chinonzi Umambo hwaMwari?

KURARAMA KWECHIKRISTU