Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA APRIL 2016

April 25–May 1

JOBHO 33-37

April 25–May 1
  • Rwiyo 50 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Shamwari Yechokwadi Inopa Mazano Anovaka”: (10 min.)

    • Job 33:1-5—Erihu akaratidza kuti airemekedza Jobho (w95 2/15 29 ¶3-5)

    • Job 33:6, 7—Erihu aizvininipisa uye aiva nemutsa (w95 2/15 29 ¶3-5)

    • Job 33:24, 25—Erihu akakurudzira Jobho kunyange paaimutsiura (w11 4/1 23 ¶3; w09 4/15 4 ¶8)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Job 33:24, 25—Erihu paakataura ‘nezverudzikinuro,’ angangodaro airevei? (w11 4/1 23 ¶3-5)

    • Job 34:36—Jobho aifanira kuedzwa kusvika papi, uye izvi zvinotidzidzisei? (w94 11/15 17 ¶10)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Job 33:1-25 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: Ipa munhu pepa rekumukoka kugungano remunharaunda ra2016 uchishandisa mharidzo yekuenzanisira. (2 min. zvichidzika)

  • Paunodzokera: fg chidzidzo 12 ¶4-5—Dzokera kunoona munhu akagamuchira pepa rekumukoka kugungano. Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: jl chidzidzo 11. Kurudzira mudzidzi kuti apinde gungano remunharaunda riri kuuya. (6 min. zvichidzika)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 124

  • Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda”: (8 min.) Hurukuro. Itai kuti vanhu vaone vhidhiyo inonzi Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda (Endai patv.jw.org, uye motarisa pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > MABASA ATINOITA.) Kurudzirai vose kuti vapedzise kuronga kuti vazopinda mazuva ose ari matatu. Taurai mashandiro amuchaita pamushandirapamwe wekukoka vanhu.

  • Zvomuungano yenyu: (7 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 14 ¶1-13 (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 21 Nemunyengetero