Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA APRIL 2016

April 11-17

JOBHO 21-27

April 11-17
  • Rwiyo 83 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jobho Akaramba Mashoko Enhema”: (10 min.)

    • Job 22:2-7—Pakupa Jobho mazano, Erifazi aifungira Jobho zvisizvo uye akataura zvemumusoro make (w06 3/15 15 ¶6; w05 9/15 26-27; w95 2/15 27 ¶6)

    • Job 25:4, 5—Bhiridhadhi akataura pfungwa dzisina kunaka (w05 9/15 26-27)

    • Job 27:5, 6—Jobho haana kubvumira vamwe vanhu kuti vaite kuti afunge kuti akanga akundikana kuperera kuna Mwari (w09 8/15 4 ¶8; w06 3/15 15 ¶8)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Job 24:2—Sei kuchinja muganhu yakanga iri nyaya hombe? (it-1-E 360)

    • Job 26:7—Chii chinoshamisa pakurondedzera kwakaita Jobho zvakaita nyika? (w15 6/1 5 ¶4; w11 7/1 26 ¶2-5)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Job 27:1-23 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: g16.2 kavha—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera. (2 min. zvichidzika)

  • Paunodzokera: g16.2 kavha—Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: bh 145 ¶3-4 (6 min. zvichidzika)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 129

  • Zvaungaita Kuti Vamwe Vasakudherera Asi Usingavarovi: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvaungaita Kuti Vamwe Vasakudherera Asi Usingavarovi. (Endai pajw.org, uye tarisai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA.) Kana vhidhiyo yapera, bvunzai mibvunzo inotevera: Chii chingaita kuti munhu adhererwe? Kudhererwa kunoita kuti unzwe sei? Ungaita sei kana ukadhererwa uye kana zvichikwanisika ungaitei kuti zvisaitika kwauri? Unofanira kuudza ani kana uchidhererwa? Taurai nezvebhuku raMibvunzo Inobvunza Vechiduku, Bhuku 2, chitsauko 14.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 13 ¶1-12 (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 23 Nemunyengetero