Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hama nehanzvadzi dziri pagungano renyika dzakawanda muna 2014 kuNew Jersey, U.S.A.

USHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU–PUROGIRAMU YEZVOKUITA UYE ZVICHADZIDZWA APRIL 2016

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mazano ekushandisa pakupa vanhu Mukai! uye bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei?Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Simbisa Uye Kurudzira Vamwe Nemashoko Ane Mutsa

Shamwari nhatu dzaJobho hadzina kumunyaradza asi dzakatomuwedzera marwadzo nekutaura zvisina mutsa uye kumupomera zvenhema. (Jobho 16-20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Chikamu Chitsva Chinotibatsira Kutanga Kukurukura Nevanhu

Tanga kutaura nezvenyaya dzemuBhaibheri uchishandisa chikamu chitsva chinonzi “Bhaibheri Rinotii?”

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jobho Akaramba Mashoko Enhema

Ona kusiyana kwenhema dzaSatani nechokwadi pamusoro paJehovha. (Job 21-27)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jobho Aiva Muenzaniso Wekuperera Kuna Mwari

Jobho ainge akatsunga kurarama maererano nemitemo yaJehovha Mwari yetsika uye kutevedzera kururamisira. (Jobho 28-32)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Shamwari Yechokwadi Inopa Mazano Anovaka

Tevedzera rudo rwakaratidzwa naErihu paaitaura naJobho. (Jobho 33-37)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu Kugungano Remunharaunda

Zvinhu zvaunofanira kuyeuka paunenge uchikoka vanhu kugungano remunharaunda. Gadzirira uchishandisa mharidzo yekuenzanisira.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda

Funga zvaungaita kuti uratidze rudo vamwe vanenge vari pagungano.