Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 B12-A

Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 1)

ONA

Nisani 8 (Sabata)

KUVIRA KWEZUVA (Mazuva echiJudha anotanga panovira zuva ozopera parinovirazve)

  • Anosvika kuBhetani pasara mazuva 6 kuti Paseka isvike

KUBUDA KWEZUVA

KUVIRA KWEZUVA

 Nisani 9

KUVIRA KWEZUVA

  • Anodya naSimoni wemaperembudzi

  • Mariya anozora Jesu mafuta enadhi

  • VaJudha vanoshanyira Jesu naRazaro

KUBUDA KWEZUVA

  • Anopinda muJerusarema achiratidza kukunda

  • Anodzidzisa mutemberi

KUVIRA KWEZUVA

Nisani 10

KUVIRA KWEZUVA

  • Anorara kuBhetani

KUBUDA KWEZUVA

  • Anofumoenda kuJerusarema

  • Anochenesa temberi

  • Jehovha anotaura ari kudenga

KUVIRA KWEZUVA

Nisani 11

KUVIRA KWEZUVA

KUBUDA KWEZUVA

  • Anodzidzisa mutemberi, achishandisa mifananidzo

  • Anotsoropodza vaFarisi

  • Anocherechedza chirikadzi iri kubvisa mari yemupiro

  • Anotaura nezvekuparadzwa kweJerusarema ari paGomo reMiorivhi, otaura chiratidzo chekuvapo kwaachaita

KUVIRA KWEZUVA