Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

 B8

Temberi Yakavakwa naSoromoni

ONA
  1.  Zvakaita Temberi

  2. 1 Nzvimbo Tsvenetsvene (1Mad 6:16, 20)

  3. 2 Nzvimbo Tsvene (2Mak 5:9)

  4. 3 Dzimba Dzepadenga (1Mak 28:11)

  5. 4 Dzimba Dzemumikoto (1Mad 6:5, 6, 10)

  6. 5 Jakini (1Mad 7:21; 2Mak 3:17)

  7. 6 Bhoazi (1Mad 7:21; 2Mak 3:17)

  8. 7 Vharanda (1Mad 6:3; 2Mak 3:4) (Hazvizivikanwi kuti raiva rakakwirira zvakadii)

  9. 8 Atari Yemhangura (2Mak 4:1)

  10. 9 Chikuva Chemhangura (2Mak 6:13)

  11. 10 Chivanze Chemukati (1Mad 6:36)

  12. 11 Dziva Resimbi Yakanyungudutswa (1Mad 7:23)

  13. 12 Zvingoro (1Mad 7:27)

  14. 13 Suo Repadivi (1Mad 6:8)

  15. 14 Dzimba Dzekudyira (1Mak 28:12)