Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Bhaibheri repaIndaneti

SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE

Pisarema 23:1-6

Rwiyo rwaDhavhidhi. 23  Jehovha ndiye Mufudzi wangu.+ Hapana chandingashayiwa.+   Anondirarisa mumafuro ane uswa huzhinji;+ Anonditungamirira kunzvimbo dzokuzororera dzine mvura zhinji.+   Anozorodza mweya wangu.+ Anonditungamirira mumakwara okururama nokuda kwezita rake.+   Kunyange ndikafamba mumupata wezarima,+ Handityi zvakaipa,+ Nokuti imi muneni;+ Tsvimbo yenyu nomudonzvo wenyu ndizvo zvinhu zvinondinyaradza.+   Munondigadzirira tafura yezvokudya pamberi pevaya vanondivenga.+ Makazora musoro wangu mafuta;+ Kapu yangu yakanyatsozara.+   Chokwadi kunaka nomutsa worudo zvichanditevera mazuva ose oupenyu hwangu;+ Uye ndichagara mumba maJehovha kwemazuva mazhinji.+

Mashoko Emuzasi