Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Bhaibheri repaIndaneti

SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE

Pisarema 134:1-3

Rwiyo Rwokukwira. 134  Haiwa, rumbidzai Jehovha,+ Imi mose vashumiri vaJehovha,+ Imi munomira mumba maJehovha usiku.+   Simudzai maoko enyu muutsvene+ Murumbidze Jehovha.+   Jehovha ngaakukomborerei muZiyoni,+ Iye Muiti wedenga nenyika.+

Mashoko Emuzasi