Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Bhaibheri repaIndaneti

SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE

Pisarema 133:1-3

Rwiyo Rwokukwira. Rwiyo rwaDhavhidhi. 133  Tarirai! Zvakanaka sei uye zvinofadza sei Kuti hama dzigare pamwe chete dzakabatana!+   Zvakaita semafuta akanaka ari mumusoro,+ Ari kuyerera pandebvu, Idzo ndebvu dzaAroni,+ Ari kuyerera pakora yenguo dzake.+   Zvakaita sedova+ reHemoni+ Riri kuburuka pamakomo eZiyoni.+ Nokuti Jehovha akarayira kuti chikomborero chive ipapo,+ Kunyange upenyu nokusingagumi.+

Mashoko Emuzasi