Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Bhaibheri repaIndaneti

SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE

Pisarema 131:1-3

Rwiyo Rwokukwira. Rwiyo rwaDhavhidhi. 131  Haiwa Jehovha, mwoyo wangu wave usingazvikudzi,+ Maziso angu ave asina manyawi;+ Uyewo handina kufamba muzvinhu zvakakura kwazvo,+ Kana muzvinhu zvinondishamisa kwazvo.+   Chokwadi ndakazorodza mweya wangu ndikaunyaradza+ Somwana achangobva kurumurwa ari pana amai vake.+ Kwandiri mweya wangu wakaita somwana achangobva kurumurwa.+   Israeri ngaamirire Jehovha+ Kubvira zvino kusvikira nokusingagumi.+

Mashoko Emuzasi