Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Bhaibheri repaIndaneti

SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE

Pisarema 124:1-8

Rwiyo Rwokukwira. Rwiyo rwaDhavhidhi. 124  “Kudai Jehovha asina kuva nesu,”+ Zvino Israeri ngaadaro,+   “Kudai Jehovha asina kuva nesu+ Varume pavakasimuka vachitirwisa,+   Vangadai vakatimedza tiri vapenyu,+ Pavakanga vakatitsamwira kwazvo.+   Mvura ingadai yakatikukura,+ Rukova rungadai rwakapfuura nepamusoro pemweya yedu.+   Mweya yedu ingadai yakapfuurwa nepamusoro Nemvura inozvikudza.+   Jehovha ngaarumbidzwe, iye asina kutirega+ Tichiparadzwa nemazino avo sezvinoitwa mhuka yabatwa.+   Mweya yedu yakaita seshiri yapukunyuka+ Pachiteyeso chevanoisa hwambo.+ Chiteyeso chacho chatyoka,+ Uye isu tapukunyuka.+   Tinobatsirwa nezita raJehovha,+ Muiti wedenga nenyika.”+

Mashoko Emuzasi