Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Bhaibheri repaIndaneti

SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE

Pisarema 100:1-5

Rwiyo rwokuonga.+ 100  Shevedzerai kuna Jehovha mukukunda, imi mose vanhu vepanyika.+   Shumirai Jehovha muchifara.+ Uyai pamberi pake muchishevedzera nomufaro.+   Zivai kuti Jehovha ndiMwari.+ Ndiye akatisika, kwete isu pachedu.+ Isu tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+   Pindai pamagedhi ake muchionga,+ Pindai muzvivanze zvake muchirumbidza.+ Muongei, rumbidzai zita rake.+   Nokuti Jehovha akanaka;+ Mutsa wake worudo unogara nokusingagumi,+ Kutendeka kwake kunogara kusvikira kuzvizvarwa nezvizvarwa.+

Mashoko Emuzasi