Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pakanzi zviri mukati

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Bhaibheri repaIndaneti | SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE

Mapisarema 112:1-10

112  Rumbidzai Jah!+א [ʼAʹleph]*Anofara munhu anotya Jehovha,+ב [Behth]Akafarira+ kwazvo mirayiro+ yake. ג [Giʹmel]   Vana vake vachava nesimba panyika.+ד [Daʹleth]Chizvarwa chevakarurama chichakomborerwa.+ ה [Heʼ]   Zvinhu zvinokosha nepfuma zviri mumba make;+ו [Waw]Kururama kwake kunogara kuripo nokusingaperi.+ ז [Zaʹyin]   Akapenya murima sechiedza kune vakarurama.+ח [Chehth]Ane nyasha nengoni uye akarurama.+ ט [Tehth]   Munhu ane nyasha+ neanokweretesa+ akanaka.י [Yohdh]Anotsigira mabasa ake nokururamisira.+ כ [Kaph]   Chokwadi hapana nguva yaachazombozununguswa.+ל [Laʹmedh]Munhu akarurama achayeukwa nokusingagumi.+ מ [Mem]   Haazotyi kunyange mashoko akaipa.+נ [Nun]Mwoyo wake wakasimba,+ wakaitwa kuti uvimbe naJehovha.+ ס [Saʹmekh]   Mwoyo wake hauzununguki;+ haazotyi,+ע [ʽAʹyin]Kusvikira aona mhandu dzake dziri pasi.+ פ [Peʼ]   Akapa norupo rukuru; akapa varombo.+צ [Tsa·dhehʹ]Kururama kwake kunogara nokusingaperi.+ק [Qohph]Nyanga yake ichakwidziridzwa nokukudzwa.+ ר [Rehsh] 10  Munhu akaipa achazviona onetseka kwazvo.+ש [Shin]Achageda-geda mazino ake, onyangarika.+ת [Taw]Zvinodiwa nevakaipa zvichaparara.+

Mashoko Emuzasi

Pis 112:1 Iri ndiro bhii rokutanga rearufabheti yechiHebheru. Pakutanga Pisarema iri rakanyorwa mukutevedzana kwearufabheti.