Nyaya Dzeupenyu dzeZvapupu zvaJehovha

Pasi rese, pane varume nevakadzi vakaita kuti kunamata Jehovha kuve pekutanga muupenyu hwavo. Nyaya dzavo dzinokukurudzira uye dzinosimbisa kutenda kwako.

Nyaya Dzeupenyu Dziri Mumagazini Edu

Tarisa uone malink enyaya dzeupenyu dzakawanda dzeZvapupu zvaJehovha dzakabudiswa muNharireyomurindi neMukai! kubva muna 1955.

PETER HAMADEJ

Jehovha Akatibatsira Kuita Zvisarudzo Zvakanaka

Peter nemudzimai wake Lenka, vakasangana nematambudziko muupenyu hwavo. Vachibatsirwa naJehovha, vakakwanisa kuita zvisarudzo zvakanaka panguva iyoyo yakaoma.

CAROL APPLEBY

Jehovha Akandibatsira Kurera Vana Vangu 5

Jehovha akabatsira Carol kuti akurire matambudziko aakasangana nawo paairera vana vake kuti vakure kuva Zvapupu zvakatendeka.

VIRGILIJUS PUDŽIUVYS

Jehovha Agara Achiita Kuti Pave Nenzira Yekubuda Nayo

Pasinei nekutambudzwa uye kuvharirwa mujeri, Virgilijus nemudzimai wake vakaona kuti Jehovha aigara achipindura minyengetero yavo.

WARREN REYNOLDS

Ndinofara Kuti Ndakasarudza Basa Rakanaka

Warren nemudzimai wake Leann, vakaona kuti Jehovha anotidzidzisa sei kuti tive chero zvaanenge achida kuti tive kana tikabvuma basa raanotipa.

KAMAL VIRDEE

“Ndaida Kuti Munhu Wese Abatwe Zvakanaka”

Kamal nevanin’ina vake vakapikiswa uye vaisabatwa zvakanaka nehama dzavo. Asi akazoziva kuti vanhu vese vachabatwa zvakanaka uye ari kushumira Jehovha achifara.

Nyaya Dzeupenyu Dziri Mumagazini Edu

Tarisa uone malink enyaya dzeupenyu dzakawanda dzeZvapupu zvaJehovha dzakabudiswa muNharireyomurindi neMukai! kubva muna 1955.

IBOLYA BARTHA

Murume Wangu Akagamuchira Chokwadi ‘Pasina Shoko Randakataura’

Ibolya akatsungirira kupikiswa kwaaiitwa nemurume wake kwemakore 13. Pazvese zvakaitika, akadzidza kuti vanhu uye mamiriro ezvinhu zvinogona kuchinja.

HÅKAN DAVIDSSON

Kubatsira Pakuparadzira Chokwadi cheBhaibheri

Håkan akakoshesa zvekunamata panzvimbo pemafaro. Iye zvino papfuura makore 50, ari kufara kuona mashoko akanaka achisvika kuvanhu vemarudzi ese nemadzinza nendimi.

MILES NORTHOVER

Jehovha Akakomborera Basa Remaoko Angu

Kudzidza mutauro wemasaini kwakachinja upenyu hwaMiles. Anotarisa zvakaita makore 50 apfuura uye anotaura kugutsa kwazvaiita kubatsira matsi dzekuBritain.

TERRY REYNOLDS

Jehovha Akandibatsira Kuti Ndimushumire Nemwoyo Wese

Kuda kwaiita Terry basa renguva yakazara kwakaita kuti aite mabasa akadai seumishinari uye basa repaBheteri muTaiwan. Pashure pemakore 60 kubva paakatanga kupayona, achiri kushumira Jehovha nemwoyo wese naWen-hwa.

JAY CAMPBELL

Ndakatorwa Kumarara, Ndikakwidziridzwa

Jay akakura akaremara uye aiva murombo. Haana kumbobvira apinda chikoro. Pasinei nematambudziko ese aya, akakwanisa kubatsira vanhu vatatu kusvika pakubhabhatidzwa uye ari kuramba achiita basa rekuparidza.

PHYLLIS LIANG

Jehovha Akakomborera Chido Changu Chekumushumira

Phyllis akaita mabasa akawanda pakushumira Jehovha. Akawana makomborero akawanda, mamwe aaisatarisira, nekuti aiva nechido chekushumira pasinei nekuchinja kwaiita zvinhu uye matambudziko aaisangana nawo.

ELFRIEDE URBAN

Ndararama Upenyu Hunogutsa Mubasa Reumishinari

Elfriede akazadzisa shuviro yaaiva nayo achiri mudiki yekuda kuzova mumishinari. Iye zvino ava nemakore anopfuura 55 ari mumishinari pasinei nezvinhu zvakaoma zvakasangana nazvo uye kurwara. Nanhasi achiri kuudza vamwe nezvaJehovha.

CAMILLA ROSAM

Ndakaita Kuti Kuteerera Jehovha Kuve Pekutanga Muupenyu Hwangu

Camilla nemurume wake, Eugene, vakaita kuti kuda Jehovha, kumuteerera uye kuteerera sangano rake zvive zvinhu zvainyanya kukosha muupenyu hwavo.

DAVID MAZA

Mhuri Inofara Yakasangana Nedambudziko Ikarikunda

Zvakaitika kune imwe mhuri zvinokurudzira vamwe kuti vave netariro uye vavimbe naJehovha.

JESÚS MARTÍN

“Jehovha Akandinunura Panguva Yakaoma Chaizvo Muupenyu Hwangu”

Jesús akadzidza kuvimba nesimba rinobva kuna Jehovha makore aainge ari ega muchitokisi chaiva nerima, chaitonhora, uyewo makore aainge achiita basa rinogutsa renguva yakazara.

DORINA CAPARELLI

Pasinei Nekunyara Kwandaiita, Ndaingoramba Ndichiriita!

Dorina akashumira sapiyona wenguva dzese uye sapiyona chaiye, mubasa remudunhu nemuruwa, uye paBheteri. Anotaura nezvezvakaitika makore anoda kusvika 70 aange ari mubasa renguva yakazara uye kuti akabatsirwa sei nekukomborerwa naJehovha.

MILTIADIS STAVROU

“Takaona Jehovha Achitichengeta Uye Achititungamirira”

Matambudziko akasangana naMilto nemudzimai wake Doris pavaiva mamishinari kuMiddle East akavadzidzisa kunyatsovimba naJehovha Mwari, kwete kuzvivimba.

DAYRELL SHARP

Tichibatsirwa Nesimba raMwari, Hatidzokeri Shure

Pasinei nematambudziko, Dayrell naSusanne Sharp vakabatsira vanhu vanopfuura 130 kuti vasvike pakubhabhatidzwa.

GEORGIY PORCHULYAN

“Kuda Kwandinoita Jehovha Kwandisimbisa”

Kuda kwaaiita kupedza udzvinyiriri uye kuva nerugare mupfungwa ndizvo zvakaita kuti azova mumwe weZvapupu zvaJehovha. Kuda kwaaiita Jehovha kwakamusimbisa makore aaishandiswa zvakaoma mune imwe nyika uye paaichengeta mudzimai wake airwara.

Nyaya Dzeupenyu Dziri Mumagazini Edu

Tarisa uone malink enyaya dzeupenyu dzakawanda dzeZvapupu zvaJehovha dzakabudiswa muNharireyomurindi neMukai! kubva muna 1955.

PETER HAMADEJ

Jehovha Akatibatsira Kuita Zvisarudzo Zvakanaka

Peter nemudzimai wake Lenka, vakasangana nematambudziko muupenyu hwavo. Vachibatsirwa naJehovha, vakakwanisa kuita zvisarudzo zvakanaka panguva iyoyo yakaoma.

CAROL APPLEBY

Jehovha Akandibatsira Kurera Vana Vangu 5

Jehovha akabatsira Carol kuti akurire matambudziko aakasangana nawo paairera vana vake kuti vakure kuva Zvapupu zvakatendeka.

IBOLYA BARTHA

Murume Wangu Akagamuchira Chokwadi ‘Pasina Shoko Randakataura’

Ibolya akatsungirira kupikiswa kwaaiitwa nemurume wake kwemakore 13. Pazvese zvakaitika, akadzidza kuti vanhu uye mamiriro ezvinhu zvinogona kuchinja.

IRMA BENTIVOGLI

Kushumira Mwari Anopa “Zvipo Zvese Zvakanaka”

Kunyange zvazvo achiri kuyeuka zvaakaona muHondo Yenyika II, Irma anotenda zvipo zvaakawana pakunamata, zvakadai sekuwana vanhu vaaigona kudzidza kwavari uye kushumira paBheteri.

JAY CAMPBELL

Ndakatorwa Kumarara, Ndikakwidziridzwa

Jay akakura akaremara uye aiva murombo. Haana kumbobvira apinda chikoro. Pasinei nematambudziko ese aya, akakwanisa kubatsira vanhu vatatu kusvika pakubhabhatidzwa uye ari kuramba achiita basa rekuparidza.

DORINA CAPARELLI

Pasinei Nekunyara Kwandaiita, Ndaingoramba Ndichiriita!

Dorina akashumira sapiyona wenguva dzese uye sapiyona chaiye, mubasa remudunhu nemuruwa, uye paBheteri. Anotaura nezvezvakaitika makore anoda kusvika 70 aange ari mubasa renguva yakazara uye kuti akabatsirwa sei nekukomborerwa naJehovha.

HÅKAN DAVIDSSON

Kubatsira Pakuparadzira Chokwadi cheBhaibheri

Håkan akakoshesa zvekunamata panzvimbo pemafaro. Iye zvino papfuura makore 50, ari kufara kuona mashoko akanaka achisvika kuvanhu vemarudzi ese nemadzinza nendimi.

PHYLLIS LIANG

Jehovha Akakomborera Chido Changu Chekumushumira

Phyllis akaita mabasa akawanda pakushumira Jehovha. Akawana makomborero akawanda, mamwe aaisatarisira, nekuti aiva nechido chekushumira pasinei nekuchinja kwaiita zvinhu uye matambudziko aaisangana nawo.

JESÚS MARTÍN

“Jehovha Akandinunura Panguva Yakaoma Chaizvo Muupenyu Hwangu”

Jesús akadzidza kuvimba nesimba rinobva kuna Jehovha makore aainge ari ega muchitokisi chaiva nerima, chaitonhora, uyewo makore aainge achiita basa rinogutsa renguva yakazara.

DAVID MAZA

Mhuri Inofara Yakasangana Nedambudziko Ikarikunda

Zvakaitika kune imwe mhuri zvinokurudzira vamwe kuti vave netariro uye vavimbe naJehovha.

MILES NORTHOVER

Jehovha Akakomborera Basa Remaoko Angu

Kudzidza mutauro wemasaini kwakachinja upenyu hwaMiles. Anotarisa zvakaita makore 50 apfuura uye anotaura kugutsa kwazvaiita kubatsira matsi dzekuBritain.

GEORGIY PORCHULYAN

“Kuda Kwandinoita Jehovha Kwandisimbisa”

Kuda kwaaiita kupedza udzvinyiriri uye kuva nerugare mupfungwa ndizvo zvakaita kuti azova mumwe weZvapupu zvaJehovha. Kuda kwaaiita Jehovha kwakamusimbisa makore aaishandiswa zvakaoma mune imwe nyika uye paaichengeta mudzimai wake airwara.

TERRY REYNOLDS

Jehovha Akandibatsira Kuti Ndimushumire Nemwoyo Wese

Kuda kwaiita Terry basa renguva yakazara kwakaita kuti aite mabasa akadai seumishinari uye basa repaBheteri muTaiwan. Pashure pemakore 60 kubva paakatanga kupayona, achiri kushumira Jehovha nemwoyo wese naWen-hwa.

WARREN REYNOLDS

Ndinofara Kuti Ndakasarudza Basa Rakanaka

Warren nemudzimai wake Leann, vakaona kuti Jehovha anotidzidzisa sei kuti tive chero zvaanenge achida kuti tive kana tikabvuma basa raanotipa.

CAMILLA ROSAM

Ndakaita Kuti Kuteerera Jehovha Kuve Pekutanga Muupenyu Hwangu

Camilla nemurume wake, Eugene, vakaita kuti kuda Jehovha, kumuteerera uye kuteerera sangano rake zvive zvinhu zvainyanya kukosha muupenyu hwavo.

DAYRELL SHARP

Tichibatsirwa Nesimba raMwari, Hatidzokeri Shure

Pasinei nematambudziko, Dayrell naSusanne Sharp vakabatsira vanhu vanopfuura 130 kuti vasvike pakubhabhatidzwa.

MILTIADIS STAVROU

“Takaona Jehovha Achitichengeta Uye Achititungamirira”

Matambudziko akasangana naMilto nemudzimai wake Doris pavaiva mamishinari kuMiddle East akavadzidzisa kunyatsovimba naJehovha Mwari, kwete kuzvivimba.

ELFRIEDE URBAN

Ndararama Upenyu Hunogutsa Mubasa Reumishinari

Elfriede akazadzisa shuviro yaaiva nayo achiri mudiki yekuda kuzova mumishinari. Iye zvino ava nemakore anopfuura 55 ari mumishinari pasinei nezvinhu zvakaoma zvakasangana nazvo uye kurwara. Nanhasi achiri kuudza vamwe nezvaJehovha.

Sorry, there are no terms that match your selection.