Iva Shamwari yaJehovha Shandisa Nguva Yako Zvakanaka PLAY Shandisa Nguva Yako Zvakanaka Batsira Kuda kuti aone kuti ndezvipi zvinonyanya kukosha. Dhaunirodha Kumashure Mberi Zvimwe Zvaunogona Kufarira IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MAVHIDHIYO ANODZIDZISA Shandisa Nguva Yako Zvakanaka Nguva chipo chatakapiwa naJehovha. Tinofanira kuishandisa zvakanaka. NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu. ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari. Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Shandisa Nguva Yako Zvakanaka IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA Shandisa Nguva Yako Zvakanaka Shona Shandisa Nguva Yako Zvakanaka https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/502019554/univ/wpub/502019554_univ_sqr_xl.jpg