Iva Shamwari yaJehovha Ngatigadzirirei! PLAY Ngatigadzirirei! Batsira Kuda naSarudzai kuti vagadzirire kuenda kunoparidza. Dhaunirodha pepa iri. Kumashure Mberi Zvimwe Zvaunogona Kufarira IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MAVHIDHIYO ANODZIDZISA Hande Kunoparidza Sarudzai agadzirira here kuenda kunoparidza? Tarisa vhidhiyo kuti uone kuti unogadzirira sei. IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA OKUITA Gadzira Bhegi Rako Rekunoparidza! Zvii zvaunofanira kunge uinazvo usati waenda kunoparidza? Basa iri richakubatsira kurongedza bhegi rako. NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu. ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari. Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Ngatigadzirirei! IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA OKUITA Ngatigadzirirei! Shona Ngatigadzirirei! https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1102013561/univ/art/1102013561_univ_sqr_xl.jpg