Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Makazviitira Ini

Makazviitira Ini

Pane nzira dzakawanda dzatinotsigira nadzo vakazodzwa. Ngationei dzimwe dzacho.

Vabereki, verengai nevana venyu Mateu 25:40 mokurukura navo vhesi yacho.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Kana mapedza kuona vhidhiyo inonzi Makazviitira Ini, kurukurai nevana venyu nzira dzakasiyana-siyana dzaishandiswa kuita ushumiri kare uye dzinoshandiswa mazuva ano. Sarudzai nzira imwe chete yamunoda kutsvakurudza pamwe chete.