Iva Shamwari yaJehovha

Jehovha Anoregerera

Jehovha Anoregerera

Tese tinokanganisa, uye Jehovha akagadzirira kutiregerera. Ngationei kuti anozviita sei.