IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Zvaunofanira Kuita Kuti Uzobhabhatidzwa
Zvii zvaunofanira kuita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa? Ngationei!
Vabereki verengai nevana venyu Mabasa 16:32, 33, mokurukura navo vhesi yacho.
Dhaunirodhai moprinda pepa iri.
Kurukurai mubvunzo uri pasi apa kana mapedza kuona vhidhiyo inonzi Zvaunofanira Kuita Kuti Uzobhabhatidzwa.
Zvii zvakaitwa namai vaSarudzai kuti vazosvika pakuzvitsaurira uye kubhabhatidzwa?