IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Unogona Kuva Piyona!
Basa iri rekuita rinogona kukurudzira vana venyu kuti vade kuzopayona.
Vabereki, verengai nevana venyu Mateu 28:19, 20 mokurukura navo mavhesi acho.
Dhaunirodhai moprinda pepa iri.
Batsirai vana venyu kuti vanzwisise kuti kuva piyona kuita sei uye vakumbirei kuti vazvidhirowe vachipayona. Chiitai kuti vabvunze mumwe munhu ari kupayona mubvunzo unotevera.

