Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Takazvitsaurira Kuna Mwari!

Takazvitsaurira Kuna Mwari!

Unogona kurarama upenyu hunofadza kana ukazvitsaurira kuna Jehovha. Ngationei kuti ungazviita sei.

Vabereki verengai Mateu 16:24 nevana venyu, mokurukura vhesi yacho.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Kana mapedza kuona vhidhiyo inonzi Takazvitsaurira Kuna Mwari! batsirai vana venyu kudhirowa mutsara unotangira papikicha imwe neimwe uchienda pane tsanangudzo inofambirana nayo. Kurukurai nevana venyu zvinhu zvinofanira kuitwa nemunhu kuti azosvika pakuzvitsaurira uye kubhabhatidzwa uye kurudzirai vana venyu kuti vazvitsaurire kuna Jehovha, vorarama upenyu hunofadza.