Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Ngatirambei Takavimbika

Ngatirambei Takavimbika

Unokwanisa kubatsira Tao here kuti awane nzira ichaita kuti arambe akavimbika?

Vabereki verengai nevana venyu Pisarema 18:25, mokurukura navo.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Pashure pekuona vhidhiyo inonzi Ngatirambei Takavimbika, tsvaga nzira inofanira kufamba naTao kuti arambe akavimbika. Chibvai makurukura semhuri zvamungaita kuti murambe makavimbika kuna Jehovha.

Batsirai Tao kuti awane nzira yekufamba nayo ichamubatsira kuti arambe akavimbika uye kuti azadzise zvinangwa zvake zvekunamata!

Zvimwe zvekuita: Verenga kuti muvhidhiyo mabuda tsindi ngani.