IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Ndoenda Kuna Jehovha
Unombonzwa kutya, kusuwa kana kutsamwa here? Dzidza kuti ungaita sei kuti ubatsirwe naJehovha.
Vabereki verengai nevana venyu VaFiripi 4:6, 7, mokurukura navo vhesi yacho.
Dhaunirodhai moprinda pepa iri.
Kana mapedza kuona vhidhiyo inonzi Ndoenda Kuna Jehovha, batsirai mwana wenyu kuti afunge kuti angashandisa sei zvabuda muvhidhiyo. Kurukurai nemwana wenyu mibvunzo yakanyorwa neruvara rwegirini. Kana mapedza vabatsirei kunyora pasi mhinduro dzemibvunzo yakanyorwa neruvara rwepepuru.