IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Ndinoda Kuchenesa!
Itai basa iri kuti mubatsire vana venyu kuti vanakidzwe nekuchenesa mumba.
Vabereki verengai nevana venyu Revhitiko 11:45, mokurukura navo vhesi yacho.
Dhaunirodhai moprinda pepa iri.
Kana mapedza kuona vhidhiyo, itai basa riri pasi apa kuti mubatsire vana venyu kuona kuti nei Jehovha achifara kana mumba medu muchigara makachena uye kuti nei zvichiita kuti nesuwo tifare. Chekai mapikicha ari papeji yekutanga moaronga papeji yechipiri kuti pabudise pikicha yemumba makachena uye makarongedzwa zvakanaka.