Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Kugadzirira Kunoparidza

Kugadzirira Kunoparidza

Shandisai zviri papepa rino kugadzirira kuenda kunoparidza!

Vabereki, verengai nevana venyu Mateu 28:19, 20 mokurukura navo vhesi yacho.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Onai vhidhiyo inonzi Kugadzirira Kunoparidza, kana mapedza shandisai zviri pazasi apa kugadzirira kuenda kunoparidza. Batsirai vana venyu kuisa zvese zvakanyorwa mumabhegi avo uye kuisawo zvimwe zvavangada. Nyorai navo mharidzo yavachashandisa uye vabatsirei kuidzidzira. Nyoraiwo chinangwa chavangada kuzadzisa muushumiri. Munogona kupota muchiprinda pepa rino uye muchiritakura kana mava kuenda muushumiri.