Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Jehovha ndiBaba Vedu

Jehovha ndiBaba Vedu

Chii chinogona kubatsira vana venyu kuti vazive kuti Jehovha ndibaba vavo?

Vabereki verengai nevana venyu Isaya 64:8, mokurukura navo vhesi yacho.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Kana mapedza kuona vhidhiyo inonzi Jehovha ndiBaba Vedu, kurukurai nevana venyu mibvunzo iri pazasi apa. Itai kuti vana venyu vanyore kana kuti vadhirowe zvinhu zvakanaka zvavakaitirwa naJehovha.