IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Gamuchiranai
Shandisai basa iri rekuita kuti mubatsire mhuri yenyu kugamuchira vamwe zvakanaka.
Vabereki, verengai nevana venyu VaRoma 12:13 mokurukura navo vhesi yacho.
Dhaunirodhai moprinda pepa iri.
Kana mapedza kuona vhidhiyo, shandisai mibvunzo iri pasi apa kukurukura semhuri kuti mungagamuchira sei vamwe zvakanaka. Batsirai vana venyu kucheka kadhi uye kudhirowa kana kunyora mashoko pariri kuti vazopa shamwari dzavo sechipo.

