Iva Shamwari yaJehovha—Mapepa Ekushambadzira
Dhaunirodha uye prinda pepa rekushambadzira raunofarira!
Pepa Rekushambadzira: Jehovha Achakubatsira Kuti Usatya
Dhaunirodha woprinda pepa iri kuti rikuyeuchidze kuti Jehovha anokubatsira sei kuti usatya.
Pepa Rekushambadzira: Fadza Jehovha
Dhaunirodha woprinda pepa iri woriisa pane mamwe.
Pepa Rekushambadzira: Jehovha Anoregerera
Dhaunirodha pepa iri wobva wariprinda kuti rikuyeuchidze kuti Jehovha anoregerera vanhu vanenge vakanganisa.
Pepa Rekushambadzira: Jehovha Anopindura Minyengetero Here?
Dhaunirodha woprinda pepa iri woriisa pane mamwe.
Pepa Rekushambadzira: Ndiani Wandinofanira Kushamwaridzana Naye?
Prinda pepa iri woriisa pane mamwe.
Pepa Rekushambadzira: Chipo Chinopfuura Zvese Chawakapiwa naJehovha
Prinda pepa rino rekushambadzira woriisa pane mamwe.