DZIDZA KUBVA KUSHAMWARI DZAJEHOVHA
Dhibhora
Shandisa pepa iri rinoprindwa remabasa ekuita kuti udzidze kubva kushamwari yaJehovha Dhibhora.
Vabereki, verengai uye kurukurai nevana venyu Vatongi 4:4-10.
Dhaunirodha kana kuti prinda basa iri rekuita.
Chekai mifananidzo iri papeji yekutanga motevedzera mirayiridzo yakanyorwa ipapo kuti mugadzire zviri papeji inotevera. Pamunenge muchiita izvi nevana venyu, pindurai mibvunzo iri panoperera vhidhiyo. Kana mwana wenyu aine mamwe mapepa emabasa aya aakamboshandisa anogona kuaisa pamwe chete ogadzira bhuku.

