Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 RWIYO 93

Komborerai Kuungana Kwedu

Komborerai Kuungana Kwedu

(VaHebheru 10:24, 25)

  1. 1. Mwari tikomborerei

    Zvataungana pano.

    Tinotenda misangano;

    Mweya ngauve nesu.

  2. 2. Tiyamureiwo Ishe;

    Tizadzei neShoko.

    Tidzidziswe kuparidza;

    Mwoyo ive nerudo.

  3. 3. Baba tikomborerei;

    Mutipewo rugare.

    Shoko redu nezviito

    Zvikukudzei imi.