Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 RWIYO 86

Tinofanira Kudzidziswa

Tinofanira Kudzidziswa

(Isaya 50:4; 54:13)

  1. 1. Uyai mudzidziswe nezvaJehovha.

    Uye munwe mvura yeupenyu.

    Dzidzo yaMwari yopa utano,

    Vese vane nzara vachaguta.

  2. 2. Tisamborega kuungana nevamwe

    Kuti tidzidze zvakarurama.

    Mweya waMwari, nehama dzedu

    Zvitisimbise, tifambe m’chiedza.

  3. 3. Zvinofadza kunzwa nziyo dzerumbidzo!

    Nemashoko evakadzidziswa!

    Tiungane nevanhu vaMwari.

    Ngatiwanike pakati pavo!