Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 RWIYO 147

Upenyu Husingaperi Hwakapikirwa

Upenyu Husingaperi Hwakapikirwa

(Pisarema 37:29)

  1. 1. Upenyu hwakapikirwa.

    Nyika haizobviswi.

    ‘Vanyoro vachatumbuka.’

    Zvichatoitika.

    (KORASI)

    Upenyu chaihwo

    Ngatihushandire.

    Zvaakapikira

    Zvichaitika.

  2. 2. Nyika yava Paradhiso,

    Tese tosunungurwa.

    Tichitongwa naJehovha,

    Tova nerugare.

    (KORASI)

    Upenyu chaihwo

    Ngatihushandire.

    Zvaakapikira

    Zvichaitika.

  3. 3. Pakumuka kwevakafa,

    Kusuwa kuchapera.

    Achapukuta misodzi

    Nekutida kwake.

    (KORASI)

    Upenyu chaihwo

    Ngatihushandire.

    Zvaakapikira

    Zvichaitika.