Shona
Ramba Uchishanda, Wakarinda, Wakamirira (Rwiyo 143)
/assets/ct/79e1b14fff/images/syn_placeholder_sqr.png
sjj rwiyo 143

RWIYO 143

Ramba Uchishanda, Wakarinda, Wakamirira

Ramba Uchishanda, Wakarinda, Wakamirira

(VaRoma 8:20-25)

  1. 1. Mwari wenguva nemwaka,

    Iye anonzi Jehovha.

    Ava kuzorevererwa;

    Nguva yacho yasvika.

    (KORASI)

    Shanda umirire, usarare.

    Tarisira nemufaro

    Upenyu hwakakwana.

  2. 2. Nguva yakatarwa kare

    Yekuti Jesu akunde.

    Vanomupikisa vese,

    Okunda nebakatwa.

    (KORASI)

    Shanda umirire, usarare.

    Tarisira nemufaro

    Upenyu hwakakwana.

  3. 3. Zvisikwa zvinogomera;

    Nekutenda tamirira

    Zuva guru raJehovha,

    Patichasunungurwa.

    (KORASI)

    Shanda umirire, usarare.

    Tarisira nemufaro

    Upenyu hwakakwana.