Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 RWIYO 131

“Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari”

“Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari”

(Mateu 19:5, 6)

  1. 1. Pane vachatiswa

    Zvine chiremera.

    Mwari apupurira

    Idzi mhiko tsvene.

    (KORASI 1)

    Murume atopika

    Kumuda pamwoyo.

    ‘Musaparadzanisa,

    Zvasungwa naMwari.’

  2. 2. Vaverenga Shoko,

    Vanzwa zvinodiwa.

    Voda kukomborerwa,

    Vazadzise mhiko.

    (KORASI 2)

    Mukadzi apikawo

    Kumuda pamwoyo.

    ‘Musaparadzanisa

    Zvasungwa naMwari.’