Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 RWIYO 118

“Tiwedzereiwo Kutenda”

“Tiwedzereiwo Kutenda”

(Ruka  17:5)

  1. 1. Haiwa Jehovha zvatine chivi,

    Mwoyo yedu inoda kutadza.

    Pane chivi chinotipingirisha;

    Kusava nekutenda mamuri.

    (KORASI)

    Jehovha, tiwedzerei kutenda,

    Maererano nezvatinoda.

    Tipei kutenda, inzwai nyasha,

    Tigokukudzai nezviito.

  2. 2. Tisingatendi hatikufadzei.

    Tinoziva kune mubayiro.

    Tinodzivirirwawo nekutenda.

    Hatityi kuti kunouyei.

    (KORASI)

    Jehovha, tiwedzerei kutenda,

    Maererano nezvatinoda.

    Tipei kutenda, inzwai nyasha,

    Tigokukudzai nezviito.