Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 RWIYO 110

“Mufaro waJehovha”

“Mufaro waJehovha”

(Nehemiya 8:10)

  1. 1. Zviratidzo zvozivisa Umambo.

    Shoko racho toparidza.

    Simudzai misoro muponeswe;

    Kununurwa kwava pedyo!

    (KORASI)

    Mufaro waMwari ’nhare yedu.

    Toimba, toshevedzera.

    Tifarire tariro tichionga,

    Tese tirumbidze Jehovha.

    Mufaro waMwari ’nhare yedu.

    Tizivise zita rake.

    Tifare nekuita basa rake,

    Mwari wedu naMambo wedu.

  2. 2. Vanomuda tarisai Jehovha,

    Ane simba; musambotya.

    Simukai, tinhirai semheni;

    Imbirai Mwari wedu!

    (KORASI)

    Mufaro waMwari ’nhare yedu.

    Toimba, toshevedzera.

    Tifarire tariro tichionga,

    Tese tirumbidze Jehovha.

    Mufaro waMwari ’nhare yedu.

    Tizivise zita rake.

    Tifare nekuita basa rake,

    Mwari wedu naMambo wedu.