Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 RWIYO 101

Kushanda Takabatana

Kushanda Takabatana

(VaEfeso 4:3)

  1. 1. Taunzwa m’danga raMwari,

    Tichibva kusina rudo.

    Tava pamwe murugare,

    Zvoita tifare.

    Toda kubatana,

    Tiwirirane.

    Basa raMwari iguru.

    Jesu otitungamira.

    Tiri kumuteerera,

    Tichishanda pamwe.

  2. 2. Takumbira kubatana,

    Tinoda kuva nemutsa.

    Rudo rwedu rwuchakura,

    Zvotipa rugare

    Rwunotizorodza,

    Rwuchitifadza.

    Patodanana sehama,

    Mwari otipa rugare;

    Tobatsirwa kubatana

    Nekusingaperi.