Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Usamhanya

Usamhanya

Dhaunirodha:

  1. 1. Dzikama usamhanya.

    Zvakaoma uchinakidzwa.

    Chikonzero chiripo.

    Hatimhanyi,

    NezvaMwari pano.

    (KORASI)

    Usamhanya.

    Zvinhu zvikunakire.

    Ida zvaunoita.

    Usamhanya.

  2. 2. Unewo zvokuita—

    Mirawo ubatsire vamwe—

    Ndosaka uripo.

    Ida shamwari

    Dzigozviziva.

    (KORASI)

    Usamhanya.

    Zvinhu zvikunakire.

    Ida zvaunoita.

    Usamhanya.

  3. 3. Mhanyira pamba pake.

    Aripo here?

    Hauzvizivi.

    Tarira kumunhu wese.

    Vari kupfuura,

    Taura navo.

    (KORASI)

    Usamhanya.

    Zvinhu zvikunakire.

    Ida zvaunoita.

    Usamhanya.

    O, usamhanya!