Shona
Shandira Jehovha Nesimba Rako
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1014355/univ/art/1014355_univ_sqr_xl.jpg

Shandira Jehovha Nesimba Rako

Shandira Jehovha Nesimba Rako

Dhaunirodha:

  1. 1. Uchiri m’diki waisanetseka.

    Waiita zvawaigona.

    Muungano, nepakuparidza;

    Uchitaura naMwari.

    (SUMO YEKORASI)

    Asi uchikura, nenyika ichikuedza,

    Zvinotanga kuoma kuparidza paimba nemba.

    Asi uchikura uchishandawo nesimba,

    Usambosiye Jehovha.

    Kune zviri mberi.

    (KORASI)

    Une nzvimbo yako mumba maMwari;

    Iye anewe.

    Une zvekumuitira zvakawanda.

    Anokuzivaka;

    Ziva unokosha.

  2. 2. Zvino wakura zvinhu zva’kuchinja,

    Miedzo yako yachinjawo.

    Mwoyo wako paunonetseka—

    Udza Jah, Iy’-anokunzwa.

    (SUMO YEKORASI)

    Paunongodzidza zvimwe chitongozviita

    Zvishandise unyatsonzwa kufara.

    Asi uchikura uchi shandawo nesimba,

    Usambosiye Jehovha.

    Kune zviri mberi.

    (KORASI)

    Une nzvimbo yako mumba maMwari;

    Iye anewe.

    Une zvekumuitira zvakawanda.

    Anokuzivaka;

    Ziva unokosha.

    (BHIRIJI)

    Shandira Jah nesimba rako.

    Hauzozvidembi; bvunza vakatozviita.

    (KORASI)

    Une nzvimbo yako mumba maMwari;

    Iye anewe.

    Une zvekumuitira zvakawanda.

    Anokuzivaka;

    Ziva unokosha.

    (BHIRIJI)

    Shandira Jah nesimba rako.

    Hauzozvidembi; bvunza vakatozviita.

    Shandira Jah nesimba rako.

    Hauzozvidembi; bvunza vakatozviita.