Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

“Irwa Kurwa Kwakanaka Kwekutenda”

“Irwa Kurwa Kwakanaka Kwekutenda”

Dhaunirodha:

  1. 1. Ndinomboti handichada.

    Hondo yacho inombooma.

    Ndinomboti ndazvitadza.

    Ndichinyura misodzi ndochema.

    (SUMO-YEKORASI)

    Ndapererw’ anond’batsira.

    Ndarwadziswa ndoziva zvekuita.

    Ndoda Shoko rake.

    Ndinonzwa Jehovh’ achiti:

    (KORASI)

    ‘Kwangosara nguva diki,

    Ndi... ndichakubvisa misodzi.

    Kwangosara nguva diki,

    Nyika itsva yasvika.

    Chingoshingirira.

    Nd’chakubatsira kurwa—

    Kurwa,

    Uye uchakunda.’

  2. 2. Shoko rake rinondipa simba.

    Mumadutu ndohwanda maari.

    (SUMO-YEKORASI)

    Ndapererw’ anond’simudza.

    Ndakasuwa ndoziva zvekuita.

    Ndoda Shoko rake.

    Ndinonzwa Jehovh’ achiti:

    (KORASI)

    ‘Kwangosara nguva diki,

    Ndi... ndichakubvisa misodzi.

    Kwangosara nguva diki,

    Nyika itsva yasvika.

    Chingoshingirira.

    Nd’chakubatsira kurwa—

    Kurwa,

    Uye uchakunda.

    Nd’chakubatsira kurwa,

    Uye uchakunda.’

    (BHIRIJI)

    ‘Nd’chakubatsira,

    Kuti ukunde,

    Kuti ukunde.’

    (KORASI)

    ‘Kwangosara nguva diki,

    Ndi... ndichakubvisa misodzi.

    Kwangosara nguva diki,

    Nyika itsva yasvika.

    Chingoshingirira.

    Nd’chakubatsira kurwa.’