Rute—Shamwari Yechokwadi
Dhaunirodha:
1. Upenyu hwaNaomi hwakanga hwaoma.
Akanga achangofirwa nevana vake.
Asi Rute aimuda
Uye akamunyaradza.
Akati kwaari
‘Ndoenda kwa’mnoenda.’
‘Ndoenda kwa’mnoenda.’
2. Vaishumira Mwari vari vaviri,
Jehovha akazviona uye akafadzwa.
Vanotidzidzisa kuva
Shamwari dzakavimbika.
Ndichatevedzera ndivewo saRute.
3. Shamwari dzangu n’chadzibatsira padzinochema.
Handitombodzisiye
Ndinonyatsodzida zvechokwadi.
‘Ndoenda kwa’mnoenda.’
‘Ndoenda kwa’mnoenda.’

