Iva Neushamwari Kuti Uwane Shamwari

Iva Neushamwari Kuti Uwane Shamwari

Dhaunirodha:

  1. 1. Unonzwa kusurukirwa

    Hauna shamwari here?

    Shamwari dziripo dzakatowanda

    Tanga kuvakwazisa.

    (KORASI)

    Uchawana shamwari,

    Dzidza kupa vamwe

    Watanga kuvaratidza

    Une mutsa

    Shamwari dziripo,

    Uchawana shamwari.

  2. 2. Jehovha ane shamwari,

    Dzine rudo nguva dzese.

    Usanyara chingoudza Jehovha,

    Achatokubatsira.

    (KORASI)

    Uchawana shamwari,

    Dzidza kupa vamwe

    Watanga kuvaratidza

    Une mutsa.

    Shamwari dziripo,

    Uchawana shamwari.