Ita Kuti Jehovha Afare

Ita Kuti Jehovha Afare

Dhaunirodha:

  1. 1. Unoda kuita zvakanaka.

    Asi unogona kutya,

    Vanhu vese vachikuseka,

    Kuti ufanane navo.

    (SUMO YEKORASI)

    Asi usambonyare.

    Usatombotya!

    (KORASI)

    Ziva kuti tinokuda.

    Uye Jehovha anokuda!

    Anokuomberera maoko,

    Anokuda,

    Ramba uchimufadza!

  2. 2. Unogona kunzwa seuri wega

    Uchiedzwa zuva nezuva,

    Ziva kuti Jehovha ari pedyo.

    Achakupa ushingi.

    (SUMO YEKORASI)

    Usanyare.

    Usatombotya!

    (KORASI)

    Ziva kuti tinokuda.

    Uye Jehovha anokuda!

    Anokuomberera maoko,

    Anokuda,

    Ramba uchimufadza.