Iva Shamwari yaJehovha (Dzimwe nziyo dzevana)

Jehovha Ariko

Ona zvinhu zvakawanda zvinoita kuti Kuda azive kuti Jehovha ariko.

Iva Neushamwari Kuti Uwane Shamwari

Zvii zvaungaita kuti uwane shamwari?

Ita Kuti Jehovha Afare

Ona kuti vechidiki vaviri vanotsigira sei Jehovha pavanosekwa nekuti vari kuita zvakasiyana nezviri kuitwa nevamwe.

Ndoenda Kuna Jehovha

Jehovha anogona kukubatsira kuti unzwe zviri nani.

Ndanonokerwa Negungano!

Gungano rasvika! Uri kufara here?

Bata “Zvibereko Zvemweya” Nemusoro

Dzidzira kubata zvibereko zvemweya nemusoro!

Ndinoda Kuva Munyoro saMozisi

Ona Mozisi achikura uye achiteerera Jehovha kweupenyu hwake hwese.

Jehovha, Mai, Neni

Ona kuti Chung-Hee anoratidza sei kuonga amai vake vanoshanda nesimba.

Takakumirira

Vasikana vaviri vari kugadzirira kuzoonana nekahanzvadzi kavo pakachazvarwa!

Mwanangu

Vana chipo chinobva kuna Jehovha. Vaimbire nezveParadhiso ichauya.

Vechidiki Tevedzerai Dhavhidhi

Kubvira achiri mudiki uye kweupenyu hwake hwese, Dhavhidhi akaswedera pedyo naJehovha uye aivimba naye.

Rute—Shamwari Yechokwadi

Ungaitei kuti uve shamwari yakanaka saRute?

Mariya—Aida Jehovha Uye Aizvininipisa

Jehovha akashandisa sei mushumiri wake akatendeka Mariya? Teerera rwiyo rwuno rwunonakidza kuti uone kuti ungatevedzera sei unhu hwakanaka hwaiva naMariya.

Vaapostora 12—Unovaziva Here?

Ngatiedzei kuyeuka mazita evaapostora 12 vaJesu. Unoziva mazita avo vese here?

Rudo Runokosha

Ngatitevedzerei Jehovha naJesu nekuratidza vamwe rudo nguva dzese.

Esteri Aiva Neushingi

Esteri akava neushingi hwekuita zvakanaka—unogona kumutevedzerawo!

Tevedzera Noa

Jehovha achakubatsira kuti urambe wakatendeka saNoa.

Iva Akavimbika

Ungadzivirira sei chokwadi?

Ndinokutendai Nezvamuri

Tenda vanhu vakakupoteredza, uye iva neushamwari hwakasimba navo!

Mhuri Yedu Iyi

Imba uchitaura nezvekuda kwaunoita mhuri yenyu.

Tinofarira Kunamata Kwemhuri

Kunamata kwemhuri kuchakubatsira kuti uswedere pedyo naJehovha.

Iva Shamwari yaJehovha—Rwiyo

Ungava sei shamwari yaMwari?

Jehovha Ishamwari Yangu

Ita kuti Mwari ave shamwari yako!

Ndakasikwa Zvakazonaka

Unokwanisa kuona, kunzwa, kuseka uye kutamba nekuti Jehovha akakusika nenzira yakazonaka.

Ndava Kuda Kuita Zvihombe

Ndezvipi zvaunoda kuita pakunamata?

Nyengetererawo Vamwe

Nei uchifanira kunyengetererawo vamwe?

Kuzivana Neshamwari dzaJehovha

Dzidza nezveshamwari dzaJehovha dziri muBhaibheri.

Upenyu hwaJesu

Jesu akaitei paaiva panyika uye achaitei nekukurumidza?

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 3)

Dzidzira kurongwa kwakaitwa mabhuku eMagwaro echiKristu echiGiriki kubva pana Mateu kusvika pana Zvakazarurwa.

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 2)

Dzidzira kubata nemusoro mazita emabhuku eMagwaro echiHebheru kubva kuna Jeremiya kusvika kuna Maraki.

Onawo Zvakanaka Zvinoitwa Nevamwe

Ungaratidza sei kuti unoonga vanhu vanokuitira zvinhu zvakanaka?

Bata Nemusoro Mabhuku emuBhaibheri (Chikamu 1)

Dzidzira kubata nemusoro mazita emabhuku eMagwaro echiHebheru kubva kuna Genesisi kusvika kuna Isaya.

Remekedza Vanhu Vakuru

Ungaratidza sei kuti unoremekedza vanhu vakura vava nemakore akawanda vachinamata Jehovha?

Ida Vanhu Vose

Nei tichifanira kuda vanhu vose?

Sorry, there are no terms that match your selection.