Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Unogona Kuwana Shamwari Dzakanaka Usingazvifungiri

Unogona Kuwana Shamwari Dzakanaka Usingazvifungiri

Muvhidhiyo ino, Akil akatama achibva kune shamwari dzake. Kunyange zvakadaro, nyaya yaDhavhidhi naJonatani inomubatsira kuti awane shamwari dzakanaka asingazvifungiri.