Nehemiya: “Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”
Nehemiya anotungamirira basa rekuvakazve masvingo eJerusarema uye kudzorera kunamata kwakachena.
Nehemiya: “Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”—Chikamu I
Nehemiya anoedza kuvakazve masvingo eJerusarema pasinei nekupikiswa munzira dzakasiyana-siyana.
Nehemiya: “Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”—Chikamu II
Masvingo apera kuvakwa, asi Nehemiya achabudirira here kuvakazve kutenda kwevaIsraeri?
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
FAMBA NAMWARI NEUSHINGI
Nehemiya—Akavakazve Masvingo Eguta
Nyaya yaNehemiya inotidzidzisei nezvekushumira Jehovha nemwoyo wese? Vakuru vangamutevedzera sei?

